He Eeh, He Eeh
Kumura Ngovani
Pfugama Nebvi Rimwetchete
Motorova Gushu Mkwasha
Denga Riye Rikatinhira
Tirikuda Mbeu Neanorima
Motoona Yekutamba Mkwasha
Aaah Wondimutsa Nemutupo
Gara Wangoziva Kuti Ndozviripo
Kana Zvakunetsa Mwana Wangu Dzora Mkwasha
Uchatenga Mombe Uchabaya Uchavhiya
Uchapura Nyemba Uchadzura Nzungu Dziya
Ende Baba Vati Vanoda Madhorofiya
Wotomhanya Musango Mkwasha
Pane Andibira Pombi Yemvura
Kana Zondo Rangu Randanga Ndabvura
Vanhu Vese Vati Bvunzai Mkwasha
Pakati Pevanhu Vese Varipo
Ndiani Watigarira Kumhepo
Zvakungonzi Bvunzai Mkwasha
Ndrikunzwa Kuda Kurova Munhu
Ndrikunzwa Kuda Kubata Munhu
Rega Ndimbokurova Mkwasha
Zvandapfura Nekutah
Inga Ndakubatirai Gwaya
Ndikamora Mukoko Wangu
Huchi Husina Mazana
Zvandapfura Nekutah
Inga Ndakubatirai Gwaya
Ndikamora Mukoko Wangu
Huchi Husina Mazana
Cheriyacho Cheriyoo
Yamakandipa Menyai Mwana
Nyangwe Zvikarema Ndoita
Nharo Dzamalema
Cheriyacho Cheriyoo
Yamakandipa Menyai Mwana
Nyangwe Zvikarema Ndoita
Nharo DzaMalema
Mkwasha Jongwe Iro
Muchamhabya Naro Kusvika Maribata
Madzimbuya Voda Sadza Remagaka
Changamire Vati Vanoda Hari Mkwasha
Zino Rakaora Muchando Rinobanda
Handina Mari Yekudzurisa Kani Kani Mkwasha
Vakatemwa Nyora Kare Neimwe N'anga
Vatezvara Vangu Nharo Vanodzikaka
Tungamira Mombe NdiRemember
Asambeni Famba Nendima
Asambeni Famba Nendima
Asambeni Famba Nendima
Tsemura Danda Uratidze Ukwasha
Asambeni Famba Nendima
Asambeni Famba Nendima
Asambeni Famba Nendima
Tibatire Foro NdiRemember
Asambeni Famba Nendima
Asambeni Famba Nendima
Asambeni Famba Nendima
Kutakura Danda Ndokuti Mkwasha
Asambeni Famba Nendima
Asambeni Famba Nendima
Asambeni Famba Nendima
Zvandapfura Nekutah
Inga Ndakubatirai Gwaya
Ndikamora Mukoko Wangu
Huchi Husina Mazana
Zvandapfura Nekutah
Inga Ndakubatirai Gwaya
Ndikamora Mukoko Wangu
Huchi Husina Mazana
Cheriyacho Cheriyoo
Yamakandipa Menyai Mwana
Nyangwe Zvikarema Ndoita
Nharo Dzamalema
Cheriyacho Cheriyoo
Yamakandipa Menyai Mwana
Nyangwe Zvikarema Ndoita
Nharo Dzamalema
Pamoyo Pamoyo
Ndipo Pagere Munziea Yerudo
Tichafamba Nemo Nemo
Zorozo Remoyo Wangu Ndiwe Unogaramo
Madzoro Yerudo Anotumwa Munhu Gere
Akatema Muonde Akadenha
Akatema Muonde Akadenha
Zvakanaka Chihombe Zvakanaka
Zvakanaka Chihombe Zvakanaka
Paroles2Chansons dispose d’un accord de licence de paroles de chansons avec la Société des Editeurs et Auteurs de Musique (SEAM)